VIDEO : Mukanya Has No Kind Words For Zimdancehall & Winky D

”Winky D kana muchiti akawachisa Beenie Man muri kurevei,haana kwaanozikanwa,ndiyo joke manje iyoyo.Uyu Tocky Vibes akanzi na Oliver siyana ne Zimdancehall ufambe negwara kwaro.Uyu Jah Signal ane nziyo yake inonzi Muroora ndaida kumuudza kuti mfana urambe uchifamba negwara iroro unosvika kure’,says musician Thomas Mapfumo in the video below :

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*